Fada Twokeys

Fada Twokeys Entertainment

Big thanks to Cathrine Ruvimbo, Phineas Zinhivafor all your support! Congrats for being top fans on a streak 🔥!
26/02/2026

Big thanks to Cathrine Ruvimbo, Phineas Zinhiva

for all your support! Congrats for being top fans on a streak 🔥!

23/02/2026

Batsiraiwo panyaya iyi
Pane vahanzvadzi vakaisawo this message pagroup kuti ndozvirikuitika kumba kwavo nemurume. Hakasi kekutanga but kubva vachangoroorana. Bonde vanogona kuita ka1 in a month or kutorishaya. Paanoita pacho oita sezviri in conversation.
Zvinokonzerwa nei?

[2/21, 18:52] 👸: Panyaya yamataura iyo bro ndirikungoseka nanhasi ...kuno mukwasha wenyu kukotsira achik**ra aaah🤣🤣🤣🤣🤣kutobatwa nehope mufunge ndangosundira kuside atokotsira ndati myb kuzorora pandati munhu nditi afenda hre wanike akotsira
[2/21, 18:53] 👸: Asina kut**nda zvaanosiita imika drama ririkuno rakaoma kkkk
[2/21, 19:52] 🧑‍🏫: Asi anodhakwa here or pamwe kurwara nhai vatete?
[2/22, 04:21] 👸: No haanwe doro uyu. Kahobho achizviita kutobvunzawo kudai zvakutondityisawo
[2/22, 04:22] 👸: anengeatori soba normal normal chaiyo kuita
[2/22, 04:22] 👸: husimbe nungo hake anotoridza ngonono, pano pagroup hamenowo kana paine arimbosanganawo nazvo semacouples please ndibatsireiwo neruzivo kuti ndoita sei ndibatsire munhu wangu. Unosara uri frustrated all the times.

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Fada Twokeys posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Fada Twokeys:

Shortcuts

Share